Fresh Green Maize – Memories of the good times in Zimbabwe

This is that time of the year when farmers start enjoying the benefits of all that hard work in the maize fields.

Ende madiro andinoita chibage chakagochwa, hama dzangu ndinobva ndafunga kumusha.

Thanks to Mr Mwanaka, at least we get fresh maize even though it doesn’t taste the same. Hapana chimwe chibage chinonaka seche ku Zimbabwe.

What else do I miss? Ma cravings??

Well, muriwo we modzi une dovi, maybe nyevhe, but kwete derere handimboda kuriwona zvangu. 

This time around I think mazhanje akazara, or maybe the season is coming to an end?

A-ah ndanga ndakanganwa mbeva…..

What is it that you miss most about Zimbabwe hama dzemu diaspora? Kuti pane ane ma cravings evhu here madzimai, ndakariwana kwarakazara ku Essex?

Share your cravings by posting your reply below.