Bambo Tipasileni Dishi……Sinyoro at the funeral

Hello ma Zimbabwe amahle!

“Chekudya chese tanga warayira…..” Still remember this song by Biggie Tembo? Don’t just refuse food, you never know what you maybe missing….hauzive chakakodza Nguruve. Nyaya dzema funeral dzakaoma hamawe-e….it’s a sad time, but nyaya yekudyisa vanhu sadza ne cabbage risina mafuta inoita here hamadzangu?

Well, Sinyoro went to the funeral and probably like many other people, he expected sadza ne cabbage risisna mafuta as usual. When varoora came around ne dishi kuti vageze mawoko…Sinyoro as you may have guessed vakati vakaguta nekuti vayisada cabbage.

But this was a funeral with a difference, food yakanga yakakwidibirwa. Sinyoro could not believe his eyes pakavhurwa poto……panhomo pakanga pakabikwa Zimbabwean goulash. Muchiri kuyiziva here yekarehwa na Mukadota?

Takazongonzwa Sinyoro voti…..”aBambo tipasileni dhishi tiyite zamulawu kuphela”

Haikona kungojaira kuramba chikafu….unozo nyara kukumbira dhishi.

Have a nice day.

Related posts:

  1. Pictures of Wimpy First Street – Zimbabwean Fast Food
  2. Muparutsa not yet buried 8 months after his death

Speak Your Mind

*